Thank you. I take offense with Shona speakers who are willing to dump their language kuti vashandise mitauro yevamwe vachikanganwa kuti tinofanira kukurudzira mitauro yedu kuti vana vedu nevanhu vamangwana vakwanise kuchengetedza hunhu netsika dzedu.
↧